Genesi 45:12 - Shona BIBLE12 Tarirai meso enyu anoona, nameso omunun'una wangu Bhenjamini kuti muromo wangu unotaura kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Tarirai, meso enyu anoʋona, nameso omunuŋuna waŋgu Benjamini, kuti muromo waŋgu unotaura kwamuri Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Tarirai meso enyu anoona, nameso omun'una wangu Bhenjamini kuti muromo wangu unotaura kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu. Viz kapitola |