Genesi 44:5 - Shona BIBLE5 Ko hachizi chinhu chinonwira ishe wangu, chaanoshopera nacho here? Chinhu ichi chamaita chakaipa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ko hacizi cinhu cinonwira ishe waŋgu, caanoshopera naco here — Cinhu ici camaita cakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ko hachizi chinhu chinonwira ishe wangu, chaanoshopera nacho here? Chinhu ichi chamaita chakaipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hamuzivi here kuti ndoinonwira tenzi wangu uye anoishandisawo pakuona zvichazoitika? Matopara mhosva huru kwazvo!’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Hamuzivi here kuti ndoinonwira tenzi wangu uye anoishandisawo pakuona zvichazoitika? Matopara mhosva huru kwazvo!’ ” Viz kapitola |