Genesi 44:34 - Shona BIBLE34 Nokuti ndingakwira seiko kuna baba vangu, ndisina mukomana? Ndirege hangu kuona njodzi ichawira baba vangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Nokuti ndiŋgakwira seiko kunaɓaɓa ʋaŋgu, ndisinomukomana — Ndirege haŋgu kuʋona njodzi icawira ɓaɓa ʋaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Nokuti ndingakwira seiko kuna baba vangu, ndisina mukomana? Ndirege hangu kuona njodzi ichawira baba vangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ko ndingaende seiko kuna baba vangu ndisina mukoma iyeyu? Handidi zvangu kuona kutambudzika kuchaita baba wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ko ndingaende seiko kuna baba vangu ndisina mukoma iyeyu? Handidi zvangu kuona kutambudzika kuchaita baba wangu.” Viz kapitola |