Genesi 44:30 - Shona BIBLE30 Naizvozvo, kana zvino ndikandosvika kumuranda wenyu, baba vangu, tisinaiye mukomana, mweya wavo zvawakabatanidzwa nomweya womukomana, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Naiɀoɀo, kana ɀino ndikandoȿika kumuranda wenyu, ɓaɓa ʋaŋgu, tisinaiye mukomana, mŋeya waʋo ɀawakaɓatanidzwa nomŋeya womukomana, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Naizvozvo, kana zvino ndikandosvika kumuranda wenyu, baba vangu, tisinaiye mukomana, mweya wavo zvawakabatanidzwa nomweya womukomana, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru, Viz kapitola |