Genesi 44:26 - Shona BIBLE26 Isu tikati, ‘Hatingaburuki, kana munun'una wedu asingaburuki nesu; nokuti hatingaoni chiso chomurume uya, kana munun'una wedu asi nesu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Isu tikati: Hatiŋgaɓuruki, kana munuŋuna weɗu asiŋgaɓuruki nesu; nokuti hatiŋgaʋoni ciso comurume uya, kana munuŋuna weɗu asi nesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Isu tikati, ‘Hatingaburuki, kana mun'una wedu asingaburuki nesu; nokuti hatingaoni chiso chomurume uya, kana mun'una wedu asi nesu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 isu takati, ‘Hatingakwanise kuendako. Tingatoenda chete kana munun'una wedu achitoendawo nesu. Asi kana tisinaye, murume iyeyo haadi zvake kana kutiona pameso pake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 isu takati, ‘Hatingakwanise kuendako. Tingatoenda chete kana munun'una wedu achitoendawo nesu. Asi kana tisinaye, murume iyeyo haadi zvake kana kutiona pameso pake.’ Viz kapitola |