Genesi 44:22 - Shona BIBLE22 Isu tikati kuna ishe wedu, ‘Mukomana haangasiyi baba vake, nokuti kana akasiya baba vake, baba vake vangafa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Isu tikati kunashe weɗu: Mukomana haaŋgasiyi ɓaɓa ʋake, nokuti kana akasiya ɓaɓa ʋake, ɓaɓa ʋake ʋaŋgafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Isu tikati kuna ishe wedu, ‘Mukomana haangasiyi baba vake, nokuti kana akasiya baba vake, baba vake vangafa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Isu tikakupindurai changamire tichiti, ‘Mukomana iyeyo haangasiyane nababa vake nokuti kana akasiyana navo vangafe.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Isu tikakupindurai changamire tichiti, ‘Mukomana iyeyo haangasiyane nababa vake nokuti kana akasiyana navo vangafe.’ Viz kapitola |