Genesi 44:19 - Shona BIBLE19 Ishe wangu akabvunza varanda vake, achiti, ‘Muna baba here, kana munun'una?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ishe waŋgu wakabvunza ʋaranda ʋake, aciti: Munaɓaɓa here, kana munuŋuna? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ishe wangu akabvunza varanda vake, achiti, ‘Muna baba here, kana mun'una?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Changamire, ndimi makatibvunza muchiti, ‘Muna baba here? Muno munun'una here?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Changamire, ndimi makatibvunza muchiti, ‘Muna baba here? Muno munun'una here?’ Viz kapitola |