Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:17 - Shona BIBLE

17 Iye akati, “Haisva, handingaiti saizvozvo; munhu uyo akawanikwa ano mukombe muruoko, ndiye achava musungwa wangu; kana muri imi, endai henyu norugare kuna baba venyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Iye akati: Haiȿa, handiŋgaiti saiɀoɀo; munhu uyo wakawanikwa anomukombe muruʋoko, ndiye ucaʋa musuŋgwa waŋgu; kana muri’mi, endai henyu norugare kunaɓaɓa ʋenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Iye akati, “Haisa, handingaiti saizvozvo; munhu uyo akawanikwa ano mukombe muruoko, ndiye achava musungwa wangu; kana muri imi, endai henyu norugare kuna baba venyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Asi Josefi akati, “Handizi munhu angaite izvozvo. Munhu awanikwa ane kapu yangu ndiye chete achava muranda wangu. Imi vamwe mose endai zvenyu kuna baba venyu mufambe zvakanaka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Asi Josefi akati, “Handizi munhu angaite izvozvo. Munhu awanikwa ane kapu yangu ndiye chete achava muranda wangu. Imi vamwe mose endai zvenyu kuna baba venyu mufambe zvakanaka.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy