Genesi 44:15 - Shona BIBLE15 Zvino Josefa akati kwavari, “Chiiko ichi chamaita? Hamuzivi kuti munhu akaita seni anogona kushopera here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Josefa akati kwaʋari: Cinyiko ici camaita — Hamuziʋi kuti munhu wakaita seni unogona kushopera here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Josefa akati kwavari, “Chinyiko ichi chamaita? Hamuzivi kuti munhu akaita seni anogona kushopera here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Josefi akavati, “Ko ndicho chii chamaita ichochi? Ko manga musingazive here kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvakavanzika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Josefi akavati, “Ko ndicho chii chamaita ichochi? Ko manga musingazive here kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvakavanzika.” Viz kapitola |