Genesi 43:7 - Shona BIBLE7 Ivo vakati, “Murume uya akatibvunzisisa pamusoro pedu, napamusoro pehama dzedu, akati, ‘Baba venyu vapenyu here? Mune munun'una here?’ ” Tikamupindura namashoko aya; taigoziva here kuti achati, “Burukai nomunun'una wenyu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Iʋo ʋakati: Murume uya wakatibvunzisisa pamsoro peɗu, napamsoro pehama dzeɗu, akati: Ƃaɓa ʋenyu ʋapenyu here — Munomunuŋuna here — Tikamupindura namashoko awa; taigoziʋa here kuti ucati: Ƃurukai nomunuŋuna wenyu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ivo vakati, “Murume uya akatibvunzisisa pamusoro pedu, napamusoro pehama dzedu, akati, ‘Baba venyu vapenyu here? Mune mun'una here?’ ” Tikamupindura namashoko aya; taigoziva here kuti achati, “Burukai nomun'una wenyu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ivo vakati, “Murume iyeyo akatibvunzisisa kwazvo nezvedu nezvehama dzedu achiti, ‘Baba venyu vapenyu here? Mune mumwe munun'una here? Isu taingopindura zvatainge tabvunzwa chete. Ko taigoziva seiko kuti achazotiti uyai nomunun'una wenyu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ivo vakati, “Murume iyeyo akatibvunzisisa kwazvo nezvedu nezvehama dzedu achiti, ‘Baba venyu vapenyu here? Mune mumwe munun'una here? Isu taingopindura zvatainge tabvunzwa chete. Ko taigoziva seiko kuti achazotiti uyai nomunun'una wenyu.’ ” Viz kapitola |