Genesi 43:6 - Shona BIBLE6 Isiraeri akati, “Makandiitireiko zvakaipa zvakadai, zvamakaudza murume uya kuti mune munun'una?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Israeri akati: Makandiitireiko ɀakaipa ɀakaɗai, ɀamakaʋudza murume uya kuti munomunuŋuna? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Isiraeri akati, “Makandiitireiko zvakaipa zvakadai, zvamakaudza murume uya kuti munomun'una?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” Viz kapitola |