Genesi 43:34 - Shona BIBLE34 Akavagovera zvokudya zvakanga zviri pamberi pake, asi mugove waBhenjamini wakaenzana nowavashanu vavo. Vakanwa, vakafara naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akaʋagoʋera ɀokudya ɀakaŋga ɀiri pamberi pake, asi mugoʋe waBenjamini wakaenzana nowaʋashanu ʋaʋo. Ʋakanwa, ʋakafara naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Akavagovera zvokudya zvakanga zviri pamberi pake, asi mugove waBhenjamini wakaenzana nowavashanu vavo. Vakanwa, vakafara naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvokudya zvaipakurwa zvichibva patafura yaJosefi. Asi Bhenjamini akapakurirwa zvokudya zvaidarika zvavamwe kakapetwa kashanu. Vakadya vakanwa vakafara pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvokudya zvaipakurwa zvichibva patafura yaJosefi. Asi Bhenjamini akapakurirwa zvokudya zvaidarika zvavamwe kakapetwa kashanu. Vakadya vakanwa vakafara pamwechete naye. Viz kapitola |