Genesi 43:33 - Shona BIBLE33 Vakagara pamberi pake, wedangwe paudangwe hwake, nomuduku kuna vose pauduku hwake; varume vakatarirana, vakashamiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋakagara pamberi pake, weɗaŋgwe paʋuɗaŋgwe bgake, nomuɗuku kunaʋose paʋuɗuku bgake; ʋarume ʋakatarirana, ʋakashamiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vakagara pamberi pake, wedangwe paudangwe hwake, nomuduku kuna vose pauduku hwake; varume vakatarirana, vakashamiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakagara pakatarisana naJosefi vakanyatsorongwa namazero avo kubvira kudangwe kusvikira kugotwe zvokuti vakatotarisana vachishamiswa nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakagara pakatarisana naJosefi vakanyatsorongwa namazero avo kubvira kudangwe kusvikira kugotwe zvokuti vakatotarisana vachishamiswa nazvo. Viz kapitola |