Online Bible

- Reklamy -

Genesi 43:32 - Shona BIBLE

32 Vakamupakurira iye oga, naivo voga, naVaIjipiti havana kutenderwa kudya naVaHebheru, nokuti zvinonyangadza kuna VaIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ʋakamupakurira iye oga, naiʋo ʋoga, naʋaEgipita, ʋaisidya naye, ʋoga ʋo, nokuti ʋaEgipita haʋana‐kutenderwa kudya naʋaHeberu, nokuti ɀinonyaŋgadza kunaʋaEgipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Vakamupakurira iye oga, naivo voga, navaIjipiti havana kutenderwa kudya navaHebheru, nokuti zvinonyangadza kuna vaIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Vakapira Josefi zvokudya pake oga. Hama dzake dzakadyirawo padzo dzoga. VaIjipiti vaivamo vakadyirawo pavo voga, nokuti vaIjipiti pachavo vaiti kudya nevaHebheru, chinhu chakashoreka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Vakapira Josefi zvokudya pake oga. Hama dzake dzakadyirawo padzo dzoga. VaIjipiti vaivamo vakadyirawo pavo voga, nokuti vaIjipiti pachavo vaiti kudya nevaHebheru, chinhu chakashoreka.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 43:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy