Genesi 43:26 - Shona BIBLE26 Josefa akati asvika kumba, vakapinda mumba nechipo chakanga chiri mumaoko avo, vakakotamira pasi pamberi pake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Josefa wakati aȿika kumba, ʋakapinda mumba necipo cakaŋga ciri mumaʋoko aʋo, ʋakakotamira pasi pamberi pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Josefa akati asvika kumba, vakapinda mumba nechipo chakanga chiri mumaoko avo, vakakotamira pasi pamberi pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Josefi akazosvika mumba umu, varume ava vakandomugwadamira vachimupa zvipo zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Josefi akazosvika mumba umu, varume ava vakandomugwadamira vachimupa zvipo zvavo. Viz kapitola |