Genesi 43:20 - Shona BIBLE20 vakati, “Haiwa, ishe wedu, zvirokwazvo panguva yokutanga takaburuka kuzotenga zvokudya; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋakati: Haiwa, ishe weɗu, ɀirokwaɀo paŋguʋa yokutaŋga takaɓuruka kuzoteŋga ɀokudya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 vakati, “Haiwa, ishe wedu, zvirokwazvo panguva yokutanga takaburuka kuzotenga zvokudya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vakati, “Tapota changamire, takambouya kuno kuzotenga zvokudya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vakati, “Tapota changamire, takambouya kuno kuzotenga zvokudya Viz kapitola |