Genesi 43:14 - Shona BIBLE14 Mwari waMasimbaose ngaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunungurirei mumwe munun'una wenyu naBhenjaminiwo. Kana ndatorerwa vana vangu, ndatorerwa hangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋari wamasimba ose ŋgaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunuŋgurirei mumŋe munuŋuna wenyu naBenjamini ʋo. Kana ndatorerwa ʋana ʋaŋgu, ndatorerwa haŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Mwari waMasimbaose ngaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunungurirei mumwe mun'una wenyu naBhenjaminiwo. Kana ndatorerwa vana vangu, ndatorerwa hangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Iye Aripagomo ngaakubatsirei, murume wacho agokuitirai tsiye nyoro abvume kuti Simeoni naBhenjamini vadzoke pamwechete nemi. Kana ndarasikirwa navana vangu ndarasikirwawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Iye Aripagomo ngaakubatsirei, murume wacho agokuitirai tsiye nyoro abvume kuti Simeoni naBhenjamini vadzoke pamwechete nemi. Kana ndarasikirwa navana vangu ndarasikirwawo.” Viz kapitola |