Genesi 42:5 - Shona BIBLE5 Zvino vanakomana VaIsiraeri vakauya kuzotenga pakati pavamwe vaiuya, nokuti nzara yakanga iripo panyika yeKenani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋanakomana ʋaIsraeri ʋakaʋuya kuzoteŋga pakati paʋamŋe ʋaiʋuya, nokuti nzara yakaŋga iri’po panyika yeKanani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino vanakomana vaIsiraeri vakauya kuzotenga pakati pavamwe vaiuya, nokuti nzara yakanga iripo panyika yeKenani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokudaro vanakomana vaJakobho vakauya kuzotenga zvokudya pamwechete navamwe vanhu vakanga vachiuyawo ikoko nokuti muKanani makanga mave nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokudaro vanakomana vaJakobho vakauya kuzotenga zvokudya pamwechete navamwe vanhu vakanga vachiuyawo ikoko nokuti muKanani makanga mave nenzara. Viz kapitola |