Genesi 42:4 - Shona BIBLE4 Asi Bhenjamini, munun'una waJosefa, Jakobho haana kumutuma navakoma vake; nokuti akati, “Zvimwe angawirwa nenjodzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi Benjamini, munuŋuna waJosefa, Jakobo haana‐kumutuma naʋakoma ʋake; nokuti wakati: Ɀimŋe uŋgawirwa nenjodzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi Bhenjamini, mun'una waJosefa, Jakobho haana kumutuma navakoma vake; nokuti akati, “Zvimwe angawirwa nenjodzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana. Viz kapitola |