Genesi 42:38 - Shona BIBLE38 Vakati, “Mwanakomana wangu haangaburuki nemi, nokuti mukoma wake wafa, iye asiyiwa ari oga; kana akawirwa nenjodzi parwendo rwamunofamba, muchaburutsira vhudzi rangu jena kuhwiro nokuchema.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ʋakati: Mŋanakomana waŋgu haaŋgaɓuruki nemi, nokuti mukoma wake wafa, iye wasiyiwa ari oga; kana akawirwa nenjodzi parwendo rwamunofamba, mucaɓurusira vudzi raŋgu jena kubgiro nokucema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Vakati, “Mwanakomana wangu haangaburuki nemi, nokuti mukoma wake wafa, iye asiyiwa ari oga; kana akawirwa nenjodzi parwendo rwamunofamba, muchaburutsira vhudzi rangu jena kuhwiro nokuchema.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi Jakobho akati, “Mwana wangu haamboenda nemi. Mukoma wake akafa. Ndiye oga angosara. Dzimwe nguva angawane chinomuwana munzira. Kana mukadaro muchaita kuti ini ndachena musoro kudai ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Asi Jakobho akati, “Mwana wangu haamboenda nemi. Mukoma wake akafa. Ndiye oga angosara. Dzimwe nguva angawane chinomuwana munzira. Kana mukadaro muchaita kuti ini ndachena musoro kudai ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.” Viz kapitola |