Genesi 42:36 - Shona BIBLE36 Zvino Jakobho akati kwavari, “Manditorera vana; Josefa haachipo, naSimioni haachipo, zvino moda kutora naBhenjaminiwo; zvinhu zvose izvi zvandiwira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino Jakobo akati kwaʋari: Manditorera ʋana; Josefa haaci’po, naSimeoni haaci’po, ɀino moɗo‐kutora naBenjamini ʋo; ɀinhu ɀose iɀi ɀandiwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino Jakobho akati kwavari, “Manditorera vana; Josefa haachipo, naSimeoni haachipo, zvino moda kutora naBhenjaminiwo; zvinhu zvose izvi zvandiwira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Baba vavo, Jakobho vakati, “Zvino mandipedzera vana vangu. Josefi haasisipo. Simeoni haasisipo zvakare. Zvino munoda kutorazve Bhenjamini! Izvi zvose zvandiwira!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Baba vavo, Jakobho vakati, “Zvino mandipedzera vana vangu. Josefi haasisipo. Simeoni haasisipo zvakare. Zvino munoda kutorazve Bhenjamini! Izvi zvose zvandiwira!” Viz kapitola |