Genesi 42:35 - Shona BIBLE35 Zvino vakati vachidurura homwe dzavo, tarira chiputu chemari yomumwe nomumwe chakanga chiri muhomwe yake; vakati vachiona zviputu zvemari yavo, vakatya ivo nababa vavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino ʋakati ʋaciɗurura homo dzaʋo, tarira ciputu cemari yomumŋe nomumŋe cakaŋga ciri muhomo yake; ʋakati ʋaciʋona ɀiputu ɀemari yaʋo, ʋakatya iʋo naɓaɓa ʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Zvino vakati vachidurura homwe dzavo, tarira chiputu chemari yomumwe nomumwe chakanga chiri muhomwe yake; vakati vachiona zviputu zvemari yavo, vakatya ivo nababa vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Pavakanga vodurura mbesanwa dzavo, vakawana mutsapo yomumwe nomumwe muine mari yake yakapfundirwa papfundo. Ivo nababa wavo pavakaona mapfundo emari yavo vakarohwa nehana vakatya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Pavakanga vodurura mbesanwa dzavo, vakawana mutsapo yomumwe nomumwe muine mari yake yakapfundirwa papfundo. Ivo nababa wavo pavakaona mapfundo emari yavo vakarohwa nehana vakatya. Viz kapitola |