Genesi 42:30 - Shona BIBLE30 vakati, “Murume uya, ishe wenyika iyoyo, akataura nesu nehasha, akati, tiri vashori venyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 ʋakati: Murume uya, ishe wenyika iyo, wakataura nesu nehasha, akati, tiri ʋashori ʋenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 vakati, “Murume uya, ishe wenyika iyoyo, akataura nesu nehasha, akati, tiri vashori venyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo. Viz kapitola |