Genesi 42:29 - Shona BIBLE29 Vakasvika kuna baba vavo panyika yeKenani, vakavaudza zvose zvakanga zvavawira; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋakaȿika kunaɓaɓa ʋaʋo panyika yeKanani, ʋakaʋaʋudza ɀose ɀakaŋga ɀaʋawira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Vakasvika kuna baba vavo panyika yeKenani, vakavaudza zvose zvakanga zvavawira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pavakasvika kuna baba wavo Jakobho kuKanani vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitika kwavari vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pavakasvika kuna baba wavo Jakobho kuKanani vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitika kwavari vachiti, Viz kapitola |