Genesi 42:16 - Shona BIBLE16 Tumai mumwe wenyu kuti andotora munun'una wenyu, asi imi muchafanira kugara makasungwa, kuti mashoko enyu aedzwe, kana makatendeka; kana zvisina kudaro, zvirokwazvo, noupenyu hwaFarao muri vashori.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Tumai mumŋe wenyu kuti andotora munuŋuna wenyu, asi imi mucafanira kugara makasuŋgwa, kuti mashoko enyu aidzwe, kana makatendeka; kana ɀisina‐kuɗaro, ɀirokwaɀo, noʋupenyu bgaFarao muri ʋashori. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Tumai mumwe wenyu kuti andotora mun'una wenyu, asi imi muchafanira kugara makasungwa, kuti mashoko enyu aedzwe, kana makatendeka; kana zvisina kudaro, zvirokwazvo, noupenyu hwaFarao muri vashori.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tumai mumwe wenyu andotora munun'una wenyu, asi imi vamwe mose muchasara muusungwa. Ndipo patichazoziva kuti muri kureva chokwadi here kana kuti kwete. Kana zvisina kudaro, ndinopika naFarao, muri vasori.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tumai mumwe wenyu andotora munun'una wenyu, asi imi vamwe mose muchasara muusungwa. Ndipo patichazoziva kuti muri kureva chokwadi here kana kuti kwete. Kana zvisina kudaro, ndinopika naFarao, muri vasori.” Viz kapitola |