Genesi 41:8 - Shona BIBLE8 Zvino fume mangwana mweya wake ukatambudzika, akatuma vanhu kundodana n'anga dzose dzeIjipiti navakachenjera vose voko; Farao akavaudza kurota kwake; asi kwakanga kusina munhu waigona kuzvidudzira kuna Farao. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino fume maŋgwana mŋeya wake ukatambudzika, akatuma ʋanhu kundoɗana ŋaŋga dzose dzeEgipita naʋakacenjera ʋose ʋo’ko; Farao akaʋaʋudza kurota kwake; asi kwakaŋga kusinomunhu waigona kuɀiɗudzira kunaFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino fume mangwana mweya wake ukatambudzika, akatuma vanhu kundodana n'anga dzose dzeIjipiti navakachenjera vose voko; Farao akavaudza kurota kwake; asi kwakanga kusina munhu waigona kuzvidudzira kuna Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kuzoti kwaedza Farao akanetseka zvikuru. Akatuma vanhu kundodaidza n'anga dzose dzomuIjipiti navachenjeri vose. Akavarondedzera hope dzake, asi havana kugona kudzidudzira kuna Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kuzoti kwaedza Farao akanetseka zvikuru. Akatuma vanhu kundodaidza n'anga dzose dzomuIjipiti navachenjeri vose. Akavarondedzera hope dzake, asi havana kugona kudzidudzira kuna Farao. Viz kapitola |