Genesi 41:57 - Shona BIBLE57 Vanhu venyika dzose vakaenda Ijipiti kuna Josefa kuzotenga zviyo; nokuti nzara yakanga yakanyanya panyika dzose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ʋanhu ʋenyika dzose ʋakaenda Egipita kunaJosefa kuzoteŋga ɀiyo; nokuti nzara yakaŋga yakanyanya panyika dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 Vanhu venyika dzose vakaenda Ijipiti kuna Josefa kuzotenga zviyo; nokuti nzara yakanga yakanyanya panyika dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vanhu vedzimwe nyika dzose vakauya kuIjipiti kwaiva naJosefi kuzotenga zvokudya nokuti nzara yakanga yabaya pasi pose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona57 Vanhu vedzimwe nyika dzose vakauya kuIjipiti kwaiva naJosefi kuzotenga zvokudya nokuti nzara yakanga yabaya pasi pose. Viz kapitola |