Genesi 41:49 - Shona BIBLE49 Josefa akaviga zviyo, zvikaita sejecha regungwa, zvizhinji zhinji, kusvikira akarega kuzviverenga; nokuti zvakanga zvisingagoni kuverengwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Josefa akaʋiga ɀiyo, ɀikaita sejeca reguŋgwa, ɀizhinji‐zhinji, kuȿikira akarega kuɀiʋereŋga; nokuti ɀakaŋga ɀisiŋgagoni kuʋereŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Josefa akaviga zviyo, zvikaita sejecha regungwa, zvizhinji-zhinji, kusvikira akarega kuzviverenga; nokuti zvakanga zvisingagoni kuverengwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Saizvozvo Josefi akaunganidza mbesanwa zhinji kwazvo, dzakawanda sejecha regungwa kusvikira arega zvokuverenga mbesanwa dzacho nokuti dzakanga dzawandisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Saizvozvo Josefi akaunganidza mbesanwa zhinji kwazvo, dzakawanda sejecha regungwa kusvikira arega zvokuverenga mbesanwa dzacho nokuti dzakanga dzawandisa. Viz kapitola |