Genesi 41:4 - Shona BIBLE4 Zvino mhou dzakaipa, dzakaonda, dzikadya mhou dziya nomwe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino mhou dzakaipa, dzakawonda, dzikadya mhou dziya nomŋe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino mhou dzakaipa, dzakaonda, dzikadya mhou dziya nomwe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mhou dzakaonda dzakadya mhou dzakakora. Farao ndokubva apepuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mhou dzakaonda dzakadya mhou dzakakora. Farao ndokubva apepuka. Viz kapitola |