Genesi 41:33 - Shona BIBLE33 “Naizvozvo Farao ngaatsvake munhu akangwara, akachenjera, amuite mubati wenyika yeIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Naiɀoɀo Farao ŋgaatȿake munhu wakaŋgwara, wakacenjera, amuite muɓati wenyika yeEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 “Naizvozvo Farao ngaatsvake munhu akangwara, akachenjera, amuite mubati wenyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Zvino imi dai mukasarudza munhu akangwara anoziva kunyatsoronga zvingaitwe, mumuite mukuru mukuru anotarisa zvomunyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Zvino imi dai mukasarudza munhu akangwara anoziva kunyatsoronga zvingaitwe, mumuite mukuru mukuru anotarisa zvomunyika yeIjipiti. Viz kapitola |