Genesi 41:32 - Shona BIBLE32 Kurota uku kwakapamhidzwa kuna Farao kaviri, nokuti izvozvo zvakatarwa naMwari, uye Mwari achakurumidza kuzviita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kurota uku kwakapamhidzwa kunaFarao kaʋiri, nokuti iɀoɀo ɀakatarwa naMŋari, ʋuye Mŋari ucakurumidza kuɀiita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Kurota uku kwakapamhidzwa kuna Farao kaviri, nokuti izvozvo zvakatarwa naMwari, uye Mwari achakurumidza kuzviita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Chiroto chenyu chapamhidzwa ruviri nokuti Mwari ndizvo zvaatoronga. Iye Mwari achakurumidza kuzviita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Chiroto chenyu chapamhidzwa ruviri nokuti Mwari ndizvo zvaatoronga. Iye Mwari achakurumidza kuzviita. Viz kapitola |