Genesi 41:31 - Shona BIBLE31 maguta haangazozikanwi munyika nokuda kwenzara iyoyo inozotevera, nokuti ichanyanya kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 maguta haaŋgazozikanwi munyika nokuɗa kwenzara iyo inozoteʋera, nokuti icanyanya kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 maguta haangazozikanwi munyika nokuda kwenzara iyoyo inozotevera, nokuti ichanyanya kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa. Viz kapitola |