Genesi 41:3 - Shona BIBLE3 Zvino akaona dzimwe mhou nomwe dzichikwira mashure madzo, dzichibva murwizi, dzakanga dzakaipa, dzakaonda; dzikamira nedzimwe mhou pamhenderekedzo yorwizi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino akaʋona dzimŋe mhou nomŋe dzicikwira mashure madzo, dzicibva murwizi, dzakaŋga dzakaipa, dzakawonda; dzikamira nedzimŋe mhou pamhenderekedzo yorwizi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino akaona dzimwe mhou nomwe dzichikwira mashure madzo, dzichibva murwizi, dzakanga dzakaipa, dzakaonda; dzikamira nedzimwe mhou pamhenderekedzo yorwizi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akaonazve dzimwe mhou nomwe dzakaipa, dzakaonda dzichibudawo murwizi, dzikandomira paiva nedzimwe mhou dziya dzakanaka pamahombekombe erwizi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akaonazve dzimwe mhou nomwe dzakaipa, dzakaonda dzichibudawo murwizi, dzikandomira paiva nedzimwe mhou dziya dzakanaka pamahombekombe erwizi. Viz kapitola |