Genesi 41:19 - Shona BIBLE19 ndikaonazve dzimwe mhou nomwe dzichikwira shure kwadzo dzine nzara, dzakaipa kwazvo, dzakaonda, handina kumboona dzakaipa dzakadai panyika yose yeIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ndikaʋona ɀe dzimŋe mhou nomŋe dzicikwira shure kwadzo dzinenzara, dzakaipa kwaɀo, dzakawonda, handina‐kumboʋona dzakaipa dzakaɗai panyika yose yeEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 ndikaonazve dzimwe mhou nomwe dzichikwira shure kwadzo dzine nzara, dzakaipa kwazvo, dzakaonda, handina kumboona dzakaipa dzakadai panyika yose yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwakazobudazve dzimwe mhou nomwe, dzakaondoroka, zvokusara dzava marangwanda chaiwo zvandisati ndamboona munyika yeIjipiti yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kwakazobudazve dzimwe mhou nomwe, dzakaondoroka, zvokusara dzava marangwanda chaiwo zvandisati ndamboona munyika yeIjipiti yose. Viz kapitola |