Genesi 41:18 - Shona BIBLE18 ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe, dzakanga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ndikaʋona murwizi muciɓuɗa mhou nomŋe, dzakaŋga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe, dzakanga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe dzakanaka, dzakakora dzichifura zvadzo mutsanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe dzakanaka, dzakakora dzichifura zvadzo mutsanga. Viz kapitola |