Online Bible

- Reklamy -

Genesi 40:9 - Shona BIBLE

9 Zvino mukuru wavadiri akarondedzera kurota kwake kuna Josefa, akati, kwaari, “Pakurota kwangu ndakaona muzambiringa pamberi pangu; pamuzambiringa pakanga pana matavi matatu;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino mukuru waʋaɗiri akarondedzera kurota kwake kunaJosefa, akati kwaari: Pakurota kwaŋgu ndakaʋona muzambiriŋga pamberi paŋgu; pamuzambiriŋga pakaŋga panamataʋi matatu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino mukuru wavadiri akarondedzera kurota kwake kuna Josefa, akati, kwaari, “Pakurota kwangu ndakaona muzambiringa pamberi pangu; pamuzambiringa pakanga pana matavi matatu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akarondedzera Josefi hope dzake achiti, “Ndarota ndichiona mugirepisi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akarondedzera Josefi hope dzake achiti, “Ndarota ndichiona mugirepisi.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 40:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy