Genesi 40:7 - Shona BIBLE7 Akabvunza varanda vaFarao vakanga vachengetwa pamwechete naye mumba matenzi wake, akati, “Nhasi makasuwa neiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akabvunza ʋaranda ʋaFarao ʋakaŋga ʋaceŋgetwa pamŋe cete naye mumba matenzi wake, akati: Nhasi makashuwa neiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akabvunza varanda vaFarao vakanga vachengetwa pamwechete naye mumba matenzi wake, akati, “Nhasi makasuwa neiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akabvunza vashandi vaFarao ava vaiva mujeri pamwechete naye muimba yatenzi wake achiti, “Ko nhasi uno zviso zvenyu zvakati hurududu kusuwa seiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Akabvunza vashandi vaFarao ava vaiva mujeri pamwechete naye muimba yatenzi wake achiti, “Ko nhasi uno zviso zvenyu zvakati hurududu kusuwa seiko?” Viz kapitola |