Genesi 40:22 - Shona BIBLE22 asi akasungirira mukuru wavabiki sezvavakanga vadudzirwa naJosefa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 asi wakasuŋgirira mukuru waʋaɓiki, seɀaʋakaŋga ʋaɗudzirwa naJosefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 asi akasungirira mukuru wavabiki sezvavakanga vadudzirwa naJosefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi. Viz kapitola |