Genesi 40:14 - Shona BIBLE14 Asi undirangarire hako kana woitirwa zvakanaka; undiitire ngoni, undireverere kuna Farao, kuti ndibudiswe paimba ino; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi undiraŋgarire hako kana woitirwa ɀakanaka; undiitire ŋgoni, undireʋerere kunaFarao, kuti ndiɓuɗiswe paimba ino; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi undirangarire hako kana woitirwa zvakanaka; undiitire ngoni, undireverere kuna Farao, kuti ndibudiswe paimba ino; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi ndinokumbira kuti muzondiyeukawo kana zvazokufambirai zvakanaka. Mundinzwire tsitsi, mundirevererewo kuna Farao, kuti ndibudiswe muno, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi ndinokumbira kuti muzondiyeukawo kana zvazokufambirai zvakanaka. Mundinzwire tsitsi, mundirevererewo kuna Farao, kuti ndibudiswe muno, Viz kapitola |