Genesi 40:11 - Shona BIBLE11 mukombe waFarao wakanga uri muruoko rwangu; zvino ndikatora mazambiringa, ndikaasvinira mumukombe waFarao, ndikaisa mukombe muruoko rwaFarao.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 mukombe waFarao wakaŋga uri muruʋoko rwaŋgu; ɀino ndikatora mazambiriŋga, ndikaaȿinira mumukombe waFarao, ndikaisa mukombe muruʋoko rwaFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 mukombe waFarao wakanga uri muruoko rwangu; zvino ndikatora mazambiringa, ndikaasvinira mumukombe waFarao, ndikaisa mukombe muruoko rwaFarao.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndanga ndakabata mukombe waFarao muruoko rwangu. Ndatora magirepisi ndikasvinira muto wacho mumukombe ndikapa Farao.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndanga ndakabata mukombe waFarao muruoko rwangu. Ndatora magirepisi ndikasvinira muto wacho mumukombe ndikapa Farao.” Viz kapitola |