Genesi 40:10 - Shona BIBLE10 ukaita sokutumbuka, ukabudisa maruva; masumbu awo akabereka mazambiringa akaibva; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ukaita sokutumbuka, ukaɓuɗisa maruʋa; masumbu awo akaɓereka mazambiriŋga akaibva; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 ukaita sokutumbuka, ukabudisa maruva; masumbu awo akabereka mazambiringa akaibva; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. Viz kapitola |