Genesi 4:7 - Shona BIBLE7 Kana ukaita zvakanaka, haungafari here pachiso chako? Kana usingaiti zvakanaka, zvivi zvinokuhwandira pamusuwo; zvichakutsvaka, asi iwe unofanira kuzvikunda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana ukaita ɀakanaka, hauŋgafari here paciso cako? Kana usiŋgaiti ɀakanaka, ɀiʋi ɀinokuʋandira pamukoʋa; ɀicakutȿaka, asi iwe unofanira kuɀikunda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kana ukaita zvakanaka, haungafari here pachiso chako? Kana usingaiti zvakanaka, zvivi zvinokuhwandira pamusuo; zvichakutsvaka, asi iwe unofanira kuzvikunda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Handiti kana ukaita zvakanaka unogamuchirwawo here? Asi nokuti hauna kuita zvakanaka, chitadzo chakugaririra pamusuo, chichikutsvaka. Asi iwe unofanira kuchikunda, uchitonge.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Handiti kana ukaita zvakanaka unogamuchirwawo here? Asi nokuti hauna kuita zvakanaka, chitadzo chakugaririra pamusuo, chichikutsvaka. Asi iwe unofanira kuchikunda, uchitonge.” Viz kapitola |