Genesi 4:3 - Shona BIBLE3 Zvino nguva yakati yapfuura, Kaini akauya nezvibereko zvevhu, zvive zvipo kuna Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ŋguʋa yakati yapfuʋura, Kaini akaʋuya neɀiɓereko ɀevu, ciʋe cipo kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino nguva yakati yapfuura, Kaini akauya nezvibereko zvevhu, chive chipo kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Gare gare Kaini akaunza zvimwe zvirimwa zvake akapira kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Gare gare Kaini akaunza zvimwe zvirimwa zvake akapira kuna Tenzi. Viz kapitola |