Online Bible

- Reklamy -




Genesi 4:2 - Shona BIBLE

2 Akazoponazve munun'una wake Abhero. Abhero wakanga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakanga ari murimi wevhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akazopona ɀe munuŋuna wake Aberi. Aberi wakaŋga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakaŋga ari murimi wevu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akazoponazve mun'una wake Abhero. Abhero wakanga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakanga ari murimi wevhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akaberekazve munun'una wake Abhero. Abhero akazova mupfuwi wehwai, Kaini ari murimi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akaberekazve munun'una wake Abhero. Abhero akazova mupfuwi wehwai, Kaini ari murimi.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 4:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy