Genesi 4:13 - Shona BIBLE13 Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, “Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Kaini akati kunaJehova: Kurobga kwaŋgu kukuru, handiŋgakutakuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, “Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. Viz kapitola |