Genesi 39:6 - Shona BIBLE6 Waisiya zvose zvaakanga anazvo pamaoko aJosefa; iye anaye, haazairangarira chinhu, asi zvokudya zvake zvoga zvaaidya. Zvino Josefa akanga ano muviri wakanaka, akanakawo pachiso. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Waisiya ɀose ɀaakaŋga anaɀo pamaʋoko aJosefa; iye anaye, haazairaŋgarira cinhu, asi ɀokudya ɀake ɀoga ɀaaidya. Ɀino Josefa wakaŋga anomuʋiri wakanaka, akanaka ʋo paciso. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Waisiya zvose zvaakanga anazvo pamaoko aJosefa; iye anaye, haazairangarira chinhu, asi zvokudya zvake zvoga zvaaidya. Zvino Josefa akanga anomuviri wakanaka, akanakawo pachiso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo akaisa zvinhu zvake zvose mumaoko aJosefi. Nokudaro Potifari zvaaiva naye kudai akanga asisazvinetse nokufunga chokuita kusara kwezvokudya zvake chete. Josefi akanga ane chimiro chakanaka, aine chiso chakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Naizvozvo akaisa zvinhu zvake zvose mumaoko aJosefi. Nokudaro Potifari zvaaiva naye kudai akanga asisazvinetse nokufunga chokuita kusara kwezvokudya zvake chete. Josefi akanga ane chimiro chakanaka, aine chiso chakarurama. Viz kapitola |