Genesi 39:2 - Shona BIBLE2 Jehovha zvino akanga ana Josefa, akaramba achikwirira; akagara mumba matenzi wake muIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova ɀino wakaŋga anaJosefa, akaramba acikwirira; akagara mumba matenzi wake, muEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Jehovha zvino akanga ana Josefa, akaramba achikwirira; akagara mumba matenzi wake muIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti. Viz kapitola |