Genesi 39:17 - Shona BIBLE17 Akataura kwaari mashoko iwayo akati, “Muranda muHebheru awakaisa pakati pedu, akauya kwandiri kuti andidadire. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akataura kwaari mashoko iwayo akati: Muranda muHeberu wawakaisa pakati peɗu, wakaʋuya kwandiri kuti andiɗaɗire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Akataura kwaari mashoko iwayo akati, “Muranda muHebheru awakaisa pakati pedu, akauya kwandiri kuti andidadire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akamutaurira kuti, “Muranda uyu wechiHebheru wamakatiunzira pano, auya kuzondivirimira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akamutaurira kuti, “Muranda uyu wechiHebheru wamakatiunzira pano, auya kuzondivirimira. Viz kapitola |