Genesi 39:15 - Shona BIBLE15 Zvino akati achinzwa kuti ndinodanidzirisa ndichiridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatiza, akabuda panze.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino wakati acinzwa kuti ndinoɗanidzirisa ndiciridza mhere, akasiya ŋguʋo yake neni, akatiza, akaɓuɗa panze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino akati achinzwa kuti ndinodanidzirisa ndichiridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatiza, akabuda panze.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvaanzwa mhere yandaridza asiya hanzu yake akabva atizira panze.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvaanzwa mhere yandaridza asiya hanzu yake akabva atizira panze.” Viz kapitola |