Genesi 39:13 - Shona BIBLE13 Zvino akati achiona kuti asiya nguo yake muruoko rwake, atiza, aenda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino wakati aciʋona kuti wasiya ŋguʋo yake muruʋoko rwake, atiza, aenda, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino akati achiona kuti asiya nguo yake muruoko rwake, atiza, aenda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mudzimai uyu paakaona kuti Josefi apukunyura akasiya hanzu yake muruoko rwake achitizira panze, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mudzimai uyu paakaona kuti Josefi apukunyura akasiya hanzu yake muruoko rwake achitizira panze, Viz kapitola |